LyricFind Logo
LyricFind Logo
Profile image icon
Lyric cover art

Muchinjikwa

Apple Music logo
Deezer logo
Spotify logo
Lyrics
Kuchechi kwacho vanhu vese
Vaingopururudza
Zvaitondishungurudza
Kuti Mwari vacho, ndevapi?
Uku hope dzangu dzacho ini
dzaitondiwumburutsa
zvaitondishungurudza
Kuti mashura acho ekwaani?
Jesu vakati "go-go-goi"
Ndaikati 'mutoro oi'
Kushupika kwese kwakapera
Pamuchinjikwa
Vakamira paghoni rangu
Zvikanzi ndinokumirira wangu
Zvese izvi ndakakutakurira
Pamuchinjikwa
Saka Hwayana yaMwari
Tinzwirei tsitsi
Kutadza kwacho inyama
(inyama)
Adam naEVE, vakakanyira timhu
Jesu vakadzika kutifira pano
Timhu yacho, inorwa nemabvi
Zvirimo mubhaibheri
Chigaro cheHushe nechaMwari
Rugare (nderwa Mwari)
Hupenyu (ndewa Mwari)
Chese chiripo (physical) chese chisipo icho (spiritual)
ndechaMwari
Saka Hwayana yaMwari
(Hwayana yaMwari)
Tinzwirei tsitsi (tinzwirei tsitsi)
Kutadza kwacho inyama (inyama)
Adam naEVE, (Adam naEve)
vakakanyira timhu (vakakanyira timhu)
Jesu vakadzika kutifira pano
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Chigaro chehushe nechaMwari
Rugare (nderwa Mwari)
Hupenyu (ndewa Mwari)
Chese chiripo (physical) chese chisipo icho(spiritual)
ndechaMwari

WRITERS

Natasha Kambasha

PUBLISHERS

Lyrics © O/B/O DistroKid

Share icon and text

Share


See A Problem With Something?

Lyrics

Other

LyricIQ Analysis

Top Emotion

Sadness

Sentiment
Thumbsup Icon
Theme

None