Vaida kundibhula, of course
Musade kutamba neni, ndakafunda of course
No, vaida kundipa ghuka, haikona
Vaida kunyepedzera kuita hunhu muri nyoka
Ndiwe wakatizwa ukasungwa, of course
Ndirikuda kungobvunza, of course
Zivai kuti ndapanduka, ndasanduka,
Zvakagurwa, ndakukura of course
Akugeza, gyalie rekwaKambasha iri rakugeza
Mabhebheza akuchena, ndakuchena
Gyalie rekwaMusana iri ah-rakuchena
Musade kutamba neni, ndirimonya of course
Ayehwa, masongs andaimbonyora
Musade kunyanya kuvheta nokuti aiva mahora
Ndiwe wakatizwa ukasungwa, of course
Hanzi gyalie reruzha mariona
Zivai kuti ndapanduka, ndasanduka,
Zvakagurwa, ndakukura of course
Ndakugeza, gyalie rekwaKambasha iri rakugeza
Mabhebheza akuchena, ndakuchena
Gyalie rekwaMusana iri ah-rakuchena
Glorify God and don't glorify me
Jesus gives time to the timeless
Jesu, ndiMambo ndati yes, Lord, yes