LyricFind Logo
LyricFind Logo
Profile image icon
Lyric cover art

Zvese

Apple Music logo
Deezer logo
Spotify logo
Lyrics
Yeah!!![00:11.21]Mmmm mmm!!![00:18.39]Two ma missed calls hana yangu yotorova (prrr), ari kudeiko munhu wangu?[00:23.25]Ndepapi pari kudzimba ndigare ndatokutova? ko waitwa seiko munhu wangu?[00:28.16]Safety yako comes first, my bae, haitombodzike whiskey kana usiri okay[00:33.00]Chii chiri kunetsa, ndiani aku stressa?[00:35.42]Please chingondi texta, tigare tazvipedza (yeah)[00:38.00]Zviri zvemari tinobalancisa[00:39.93]Uchida peace of mind ndokubhabhatidza[00:42.35]Iri nzara taura ndigokubhabhadzira[00:44.58]Ndobva ndati nemo-nemo kwete zvekutsvanzvanzira[00:47.05]Vakakuona wakasuwa vanowana mukana (ndovaziva), ndovaziva havana mukanwa[00:52.10]Chingopinza runhare uchinge wabatikana[00:54.64]Kana ndiripo havatombokubati, kana[00:57.10]Godo[00:58.66]Ndiwe s'thandwa sami handidi kana one chokushungurudza, babe[01:03.61]Ndiwe mbabvu yangu handidi kana one chinokuvhundutsa, babe[01:07.80]Usazogumbuka babe, gara wadiudza babe, zvese[01:12.42]Zvinokushungurudza babe, tobva tazvipfuudza babe, zvese[01:17.98]Ndiwe s'thandwa sami handidi kana one chokushungurudza, babe[01:22.88]Ndiwe mbabvu yangu handidi kana one chinokuvhundutsa, babe[01:27.00]Usazogumbuka babe, gara wadiudza babe, zvese[01:31.78]Zvinokushungurudza babe, tobva tazvipfuudza babe, zvese[01:35.65]Ndarangaridzwa rudo neshamwari[01:37.96]John ari pano ana Tamari[01:40.26]Mateu ane wake vachidya mari[01:42.46]Nhai babe uri kupi? i need somebody[01:44.70]Paunomerera ndini juzi rako, kwete zvekwa Kae Chaps[01:47.97]Pa double bed wondihaka nema handcuffs (haha)[01:50.77]Woita zvawakaudzwa na tete (straight up)[01:53.18]Kana tiri two itori kete pakete[01:55.04]Wandisuwa chingopinza mvoda[01:57.04]Pa door ndichisvika ndobva ndakutsvoda (yeah)[01:59.38]Maruva muruoko, choc'late muhomwe[02:01.76]Ndokutema neshoko, ndokuitira zvihombe[02:04.61]Jiggy jiggy, heavy heavy, babe do you want me?[02:07.60]Cause inini ndinokuda iwewe s'thandwa sami[02:10.09]Which one do you like "sweetie" kana "hun"[02:12.47]Cause babe uri hot kunge Kalahari (hahaha)[02:15.80]Ndiwe s'thandwa sami handidi kana one chokushungurudza, babe[02:20.44]Ndiwe mbabvu yangu handidi kana one chinokuvhundutsa, babe[02:24.68]Usazogumbuka babe, gara wadiudza babe, zvese[02:29.34]Zvinokushungurudza babe, tobva tazvipfuudza babe, zvese[02:34.77]Ndiwe s'thandwa sami handidi kana one chokushungurudza, babe[02:39.63]Ndiwe mbabvu yangu handidi kana one chinokuvhundutsa, babe[02:43.84]Usazogumbuka babe, gara wadiudza babe, zvese[02:48.44]Zvinokushungurudza babe, tobva tazvipfuudza babe, zvese

WRITERS

Tinotenda Chidewu

PUBLISHERS

Lyrics © O/B/O DistroKid

Share icon and text

Share


See A Problem With Something?

Lyrics

Other

LyricIQ Analysis

Top Emotion

Enjoyment

Sentiment
Thumbsup IconThumbsup Icon
Theme

None