Dzimwe dzamakadzoka mopindana nadzo
I ochestra hameno kumberi kwazvo
Imomo umo mukugadzira mapancho
Ndimo matinodzireva nyaya dzacho
Richakutsvedzera dombo iro
Richakutsvedzera dombo iro
Taurai tinzwe kanandichinyepa
Makadziya mega moto wemagevha
Takabveko kumhunga hakunepwa
Dai zvaibvira maizviringa pamirror
Zvinotora kuzvipira kuva namatyira
Hupenyu kuraramira akatisika
Kana mada ndinongoramba ndichidzika
Richakutsvedzera dombo iro
Richakutsvedzera dombo iro
Iro ramakakwira harisvike bhazi
Apa ndiwe wega nyakutema rawakagarira bazi
Richakutsvedzera dombo iro
Richakutsvedzera dombo iro
Taurai tinzwe kanandichinyepa
Makadziya mega moto wemagevha
Takabveko kumhunga hakunepwa
Dai zvaibvira maizviringa pamirror
Zvinotora kuzvipira kuva namatyira
Hupenyu kuraramira akatisika
Kana mada ndinongoramba ndichidzika
Richakutsvedzera dombo iro
Richakutsvedzera dombo iro
Iro ramakakwira harisvike bhazi
Apa ndiwe wega nyakutema rawakagarira bazi
Richakutsvedzera dombo iro
Richakutsvedzera dombo iro