Pane vapfana vakwira Kilimanjaro
Pane vane nharo dzaPharoah
I was a runner till I was down on my feet
Put God in the driving seat
And a brother gets scared
Raw pain and a little Rozay
Propane and a bit of codeine
Thank God it was only back then
We had the key to the pin
Nedziya hombe dzataivhura, ndiani aiziva zvichakanaka so
Mwoyo kutindivara se ngura, three days tichinwa kachaso
Isati yatombokwana nguva, taidzisvuta dzotibata bho
Mwanakomana paakauya, ndakazvisiya zve ZimDancehall
Ndakapinda yese, ndaipfeva, ndai robber
Ndaiseka vanhu vaigara vari sober
Tichizheta vanhu daily mudhorobha
Goods riri tii kunge tabva kuno hodha
Zvitadzo zvanga zvakatotsvuka seropa
But now ndave bho ndatokosha kunge ngoda
Sando dzangu dzese ndakupa kuna Jehovah
Ndaive mugomba nenyasha mukandidhonza, ah
Ndichipisa, kuchinjanisa vana vevanhu like day by day
Mwana wa Mary akandiponesa, now ndakutaura zve Bhaibheri
Bathlomew, Simon Peter, David, John, Mary na James
Kumbira unopihwa, ndakakumbira ndikaponeswa
Chero tiri pamupira mukandipira ndinogohwesa
I'm at the end of my road
I can't gain the world and lose my soul
open eyes but I'm blind like Saul
My life in a plight plight
I just need the light light
Bring me to the light light
I Remember I was down in the dirt
Only thing that I had was the Word
Speak the Word and disperse
Speak the Word yeah, we breaking the curse
Seeking ye kingdom we seeking it first
Ain't selling out cause I know what I'm worth
Son of a king gotta live by the name
They showing no love but that isn't a first
Nonetheless we standing on Biz
Shooting my shot and I'm gonna miss
Living the dreams that I had as a kid,
When I was a kid they ain't put me only
Now I'm counting my nominations and some wins
Ain't tryna flex cause his grace led me here
Living in purpose and conquering fears conquering fears